Mariyakakosha asi haipehupenyu anopahupenyu ndimwari, naizvozvo mwari vanowanikwa mumirairoyavo umm huye kuchengetedza mirairo yamwarindiko kuchengetedzahupenyu kwete mari aye aye aya hhama dzangu ngatitedzereizvinotaura mwarimuridzi wezvose kuti chengetaimirairo yangu kwesekwamuchave avanakutaura zvemari ayi ayi um hama dzangu musati matsvaga mari tangaimatsvaga mwari nokuti mari pasina mwari baba hainarugare, umm aya hhama yanguunozviziva kuti vanemari vasinamwari havanazororo huye vanotoshaiwa hoppe asi tikavenemari tinamwari jesu tinowanarugare hamaa dzangu, eyi eya eya aya zivakutimari inogona kutengamota asi anotichengeta mumugwagwa ndiyaniasiri jesu heye yeye aya vanganivanemari asivanezvirwere zvisingarapike asimari vanayo wani um aaa hongumari yakanaka asi tsvagamwari mozotsvagamari nokuti mwari baba ndivohupenyu vanorerusa zvinorema, eya eya nditererei hama yangu mirairo yamwaririnochengeta huye inorapamoyo vanayo, hama dzangu vanganivanemari asivanenyaya dzinorema huye havarare nokuda kwekushaiwa mwari ariye jesu um eya eya vangani vanoshaiwa mubereko asi marivanayo eya aya ya ndinzweivo tsvagai mwari mozotsvaga mari nokuti mari yoga haipedze nhamo yasatani, umm aya aya nevese varimuwanano anababanaamai pasinamwari wananoinovava umm eyi eya ndosaka inini Johnson kalombo Ndlov yambiro yangu ndekuti ngatiisei mwari pamberipezvose ingave mudzimba dzedu muwanano yedu nekumabasa mhuri dzedu mwari pamberi kwete mari