[Intro]
inner real life
oh oh no no
Ndakudzika pana forth
Pabhora pa cross
Ndakuenda kumba
Ndasuwa kuna amai Oh no no
[Chorus]
ndangoti kuri sei kuzumba momz
namhudhara kuri sei kumba
Murewa center kuri kutaura pafeya
ndakusuwa kumba
[Verse 1]
Marugara muri sei mashambanhaka team pama gunje muri sei
Nomarah pachitsungo team pamorisi muri sei
Ndasuwa kuna amai
Kuuzumba ndakuendai kumba ini
Gaya Nomarah kumaramba
ndakusuwa kumba
[Chorus]
ndangoti kuri sei kuzumba momz
namhudhara kuri sei kumba
Murewa center kuri kutaura pafeya
ndakusuwa kumba
[Verse 2]
pazaranyika muri sei
njedza parupange kwangwerume muri sei
gaya nyamashato kuri sei
Karimbika team ndakusuwa kumba
Madambombe kuri sei
Gusha kambarami ndakuenda kumba
Ndasuwa kwataitamba
Kwandaka dzidza ndakuenda kumba
[Chorus]
ndangoti kuri sei kuzumba momz
namhudhara kuri sei kumba
Murewa center kuri kutaura pafeya
ndakusuwa kumba