Oohh Ohhh Ohhhh ndati ndibvunzewo kunasamatenga haaaha ko minamato yandinonamata irikumbosvikawo here ahh kana ichisvika baba ndinezvikumbiro zvangu mwari zvekuti mundinzwa nekundiitira Zvimwe kunyunyuta kwangu kungaite kushoma haaaha mwari wekidenga bvisa nhamo muhupenyu wangu mobvisa ruchiva muhupenyu hwangu mobvisa hama neshamwari dzenhema muhupenyu wangu mwari zvimwe mukadaro mwari Kana kuimba yenyu yekunamata handingazo nyunyuta kukuenda kana kunamata ndakabatikana kwete mambo hooh kwete mambo kwete mambo haaaha zvinondinetsa kuona vasinganamate vachirarama hipenyu hwakanaka asi isu vanonamata tisu tiri kukanga waya tiri kukanga waya