Ndakangandiri down patown
Zvinhu zvakaoma ndisina kana coin
Handidi kunyepa nhamo yakandirova inzwai ini
Now ndikuda number 1 kwete 9
Ehh
Ndakangandiri down patown
Zvinhu zvakaoma ndisina kana coin
Handidi kunyepa nhamo yakandirova inzwai ini
Now ndikuda number 1 kwete 9
Ehh
Zvanga zvakaoma ndaiswera pachikona
Zvinhu zvakaoma
Skies ndakamona hamuna yamaona
I can say yese yamunoita ndoigona
Ee Eh
Kudhakwa ndino dhakwa but kwete me dombo
Kudhakwa ndino dhakwa but handibate
Musombo verse vaindi saizer vachabvuma
Kuti ndiri Mambo now ndikuda future lunge fambo
Wh ndakangandiri down patown
Zvinhu zvakaoma ndisina kana coin
Handidi kunyepa nhamo yakandirova inzwai ini
Now ndikuda number 1 kwete 9
Ei
Ndakangandiri down patown
Zvinhu zvakaoma ndisina kana coin
Handidi kunyepa nhamo yakandirova inzwai ini
Now ndikuda number 1 kwete 9 eii