Intro : Yash Rolly on the beat
Chorus
Ndini ndakasimudzwa naMwari,
Ndini ndakasarudzwa,
Ndini ndakasimudzwa naMwari,
Kuzogadzwa 🙏
Ndini ndakasimudzwa naMwari,
Ndini ndakasarudzwa,
Ndini ndakasimudzwa naMwari,
Kuzogadzwa,
Ndanga ndiripa down ikozvino ndapa top,
Ndapa kufara,
Ndapa salvation,
Iripa mission
Verse
Halleluiah 😊
: Ndini uya uya aifamba achipemha,
Ndini uya uya aifamba achipemha,
Jesus akandisangana 🙏
Ndakaiswa pachigaro ndane asi vainditi andin musoro,
Ahanakuenda kuchikoro,
Ndakati handei,
Jesus akati endai 🙏
Kunoparidza shoko,
Musaite godo,
Ndini ndakakushevedza,
Ndine basa nashe Ndainge ndirichikorobho,
Ikozvino ndazobuda bhobho,
Ndazobuda,
Halleluiah 😊
Halleluiah amen,
Totenda Mwari wa Prophet,
Tsikai Anehanya plus ane tsitsi,
Amen 🙏