Rudoooh
Rudoooh
Rudoooh
Rudoooh
Ndiwe wandada moyo wangu ini waperera pawuri iwewe akuchina mumwe wandichada kunze kwako mwana sikana
Kubvira nasi ndakupa chitsividzo uchava wangu kusvika rufu rwati pesanisa ini ndichava wako mudiwa kusvika kuma gumo
Iwe neni takasikirwa kuva nyama imwe uri mbabvu yangu mufaro wangu ruva re moyo wangu
Uri chibvuta moyo mudiwa mwari akomborere rudo rwangu newe kusvika kuma gumo akuna mumwe ndichada kunze kwako
Rudoooh
Rudo ooh Rudoooh
Rudo ooh
Rudoooh
Rudo ooh
Kubvira zuva ndakakuwona rudo wakanditora moyo ndakashuwira mazuva emusenga bere uri chibvuta moyo chaicho
Ndinewe ndozvirova dundundu apana chekuchwa uri ngirozi mwana sikana
Ndinotenda mwari andigonera kundipa zvandinoda tsvarakadenga mwana sikana wakanaka mutsika patinhira
Tsika ne ma pfekero ako anondipisisawo chiremera vazhinji vakuchiva asi chimuti ndechangu ndakabata kuti ndzviii apana achanditorera
Mwari ndava komborere rudo rwangu newe mudiwa
Rudoooh
Rudo ooh Rudoooh
Rudo ooh
Rudoooh
Rudo ooh
Rudoooh
Rudo ooh Rudoooh
Rudo ooh
Rudoooh
Rudo ooh