

Prompt / Lyrics
Your Desmoney aya ava ma1 so ndini ndinokuda ndirindega taura zvaunoda babie ndiite haa kwauri ndazwaga mari ndini ndokuda shamwari ndinewe handinyari unoita kuiti ndi file high nokukwako so ndinewe handinyari ndinewe handinyari babie haa ndinoda kuenda newe out nekuti unondiitira ndinoda kuenda newe out nekuti unotiitira babei so ndinewe handinyari ndinewe handinyari babie unoita kuti ndi file highnokudakwako Your Desmoney one more kubva pandakasangana newe iwe moyo wangu uno uno uno rovera iwewe chete baby iwewe chete baby iwewe chete
Tags
Love song Zimdancell, rap
1:19
No
3/23/2026