Yayawa yawa
zet master
Naume
chururu kuita kuchururuka
gunduru kuita gunduruka
Dzimwe ihama dzakandibuka
Dakutenda vakarera vakayarutsa
Mwana wenyu akaroverwa pagorogota
Ukanzwa ndati foka four pandinovhoka
Handina kukasika asindkanonoka
Isimbarenyu nyeredzi padzinopenya
ooooooooooooooooh yayayaya
Vakazokundikana vaida kutondiviga ndichifema
ooooooooooooooooh yayayaya
ooooooooooooooooh yayayaya
VemaDemoni varikuda mechi
Kundirisa ndirimuchechi
Ndirikuzama ndoita seyi
Muchandipindura zvaita seyi
Ndirikufona inzwayi mwari
Oooooooow woooooooh oooooooooh inini kani
Ndipeyi tsvimbo nebhobhojani
Ndipunze zvese zvirimuhari
Nyasha dzenyu dzirimandiri
Ngadzigare dzirimandiri
Simba renyu ririmandiri
Ngarirambe ririmandiri
Nyasha dzenyu dzirimandiri
chururu kuita kuchururuka
gunduru kuita gunduruka
Dzimwe ihama dzakandibuka
Dakutenda vakarera vakayarutsa
Simba renyu randinombonzwa
Muneshumba ndirimugomba
Ndichavapindura kna vabvunza
Handichakwanisa zvavaimboda
Mwana wenyu akaroverwa pagorogota
Ukanzwa ndati foka four pandinovhoka
Handina kukasika asindkanonoka
Isimbarenyu nyeredzi padzinopenya
ooooooooooooooooh yayayaya
Vakazokundikana vaida kutondiviga ndichifema
ooooooooooooooooh yayayaya
ooooooooooooooooh yayayaya