(Verse 1)
Ndakakuwana semwenje murima,
Mwoyo wangu wakawana rugare,
Kana ndichikutarisa Martha,
Ndinonzwa rudo rwusingaperi.
(Chorus)
Ndinokuda, ndinokuda,
Mudiwa uri mbabvu yangu Angel eyes,
Ndinokuda, ndinokuda,
Mwoyo wangu ndewako zvachose Martha.
(Verse 2)
Mazuva ose ndinokufunga,
Kufamba newe ndicho chishuwo,
Rudo rwedu ngarukure,
Tichibatana kusvika mangwana.
(Chorus)
Ndinokuda, ndinokuda,
Mudiwa uri mbabvu yangu Angel eyes,
Ndinokuda, ndinokuda,
Mwoyo wangu ndewako zvachose Marther. ๐ถ