Intro: chigate gate chengoma ibva wavaudza
Ndiri mukoma bamunini baba shameni aaa muriseyi seyi yee
Chorus: pasirino sure hariguteee rinotora munhu nguva isati yakwana .zvorwadza vasara kuti hama yaenda sure yaenda aaaa sekuru tafiiii.
Vurse: Dai rufu kusina zvimwe tichifara inzwai inini ndarangarira hama dzangu dzakafa dzese
Misodzi yoyerera ndarangarira
Mainini mai dhiiii taikudayi panyika
Bamunini simba kwamuri kwamakaenda ndekupiko
Bamunini lavhu nzvimbo yamakaenda iripapiko
Aiwa makasiya kurwadza panyika
Panopasi hatisi kufaranyuka
Zvinotinetsa zvinotishungurudza day zvaibvira mese maidzoka
Chorus : pasirino sure hariguteee rinotora munhu nguva isati yakwana aiwa aiwa vakatisiya sekuru tafii
Vurse :zororai murugare
Mbuya vasteni
Mbuya vajuri
Mbuya vasharai
Mese nambuya vagivhi still remember you
Pasi pano makarwa kurwa kwakanaka
Motichengeterawo nhaka ikoko kana touya towana kwekusvikira
Chigate gate chengoma
Saka shamwari dzangu dzakandisiya rest in peace
Hama dzangu dzakaenda regayi nditi zororai murugare
Outro :inguva yamwari as tirikuchema bani yuu bani yuu vatete mai yuuu. Sekuru baba happy. Bamunini tariro. mupfana wangu tira. Nemi bani solo aaaa ndisingakanganwe bani baba try nabamunini baba kirisi
Aaa bamunini baba sharai
Aaa nabamunini baba farayiii aaaa rest in peace all my relatives and friends
Jah knows
Ndini chigate gate baba noku