Tusindile uli Achimwene ni Chemwali
Tusindile uli Achimwene ni Chemwali
Tusindile uli Achimwene ni Chemwali
Tusindile uli Achimwene ni Chemwali
Zikomo kwambiri, zikomo
Zikomo kwambiri, zikomo
Zikomo kwambiri, zikomo
Zikomo kwambiri
Zikomo kwambiri, zikomo
Zikomo kwambiri, zikomo
Zikomo kwambiri, zikomo
Zikomo kwambiri
Namatayi Mwari
Mumweya nemuchokwadi
Namatayi Mwari
Mumweya nemuchokwadi
Namatayi Mwari
Mumweya nemuchokwadi
Namatayi Mwari
Mumweya nemuchokwadi
Yinzwayi munamate
Yinzwayi munamate
Yinzwayi munamate
Yinzwayi munamate
Yinzwayi, tererayi
Yinzwayi munamate
Yinzwayi, tererayi
Yinzwayi munamate
Tererayi, yinzwayi
Yinzwayi munamate
Tererayi, yinzwayi
Yinzwayi munamate
Tererayi, yinzwayi
Yinzwayi munamate
Tererayi, yinzwayi
Yinzwayi munamate
Mazuva yekusaziva
Akapfuwura, tererayi
Yinzwayi munamate
Tererayi munamate
Mazuva yekusaziva
Akapfuwura, yinzwayi
Tererayi munamate
Yinzwayi munamate
Musatenda nhema
Yinzwayi munamate
Musatenda nhema
Yinzwayi munamate
Hakuna munhu wenyama
Anokandiwa mumoto asingatsvi
Kunyange akava mutsvene
Musatenda nhema
Hakuna munhu wenyama
Anokandiwa mumoto asingatsvi
Kunyange akava mutsvene
Musatenda nhema
Kusikwa kwemunhu wenyama
Yisimba raMwari,ndozvazviri
Hakuna umwe Mwari unozvichinja
Musatenda nhema
Namatayi Mwari
Mumweya nemuchokwadi
Namatayi Mwari
Mumweya nemuchokwadi
Namatayi Mwari
Mumweya nemuchokwadi
Namatayi Mwari
Mumweya nemuchokwadi
Yinzwayi, tererayi
Yinzwayi munamate
Yinzwayi, tererayi
Yinzwayi munamate
Nguva yakatarwa,yavakukwana
Yinzwayi munamate
Nguva yakatarwa, yavakukwana
Yinzwayi munamate
Nguva yakatarwa, yavakukwana
Namatayi Mwari
Mumweya nemuchokwadi
Yinzwayi munamate
Hakuna Dhongi
Rinotawura semunhu
Yinhema dzega, dzega
Musatenda nhema
Mweya waMwari
Hahutawuri padhongi semunhu
Yinhema dzega, dzega
Musatenda nhema
Yinzwayi, tererayi
Yinzwayi munamate
Yinzwayi, tererayi
Yinzwayi munamate
Tererayi, yinzwayi
Yinzwayi munamate
Tererayi, yinzwayi
Tererayi munamate
Hakuna munhu,anoyenda
Kudenga nenyama yake
Munhu akazvarwa
Anotofa, sevamwe vose
Hakuna munhu, anoyenda
Kudenga nenyama yake
Munhu akazvarwa
Anotofa, sevamwe vose
Regayi kuramba
Makaputirwa nerima
Regayi kuramba
Makaputirwa nerima
Regayi kuramba
Makaputirwa nerima
Regayi kuramba
Makaputirwa nerima
Yinzwayi, tererayi
Yinzwayi munamate
Mumweya nemuchokwadi
Yinzwayi munamate
Mazuva yekusaziva akapfuwura
Yinzwayi munamate
Yinzwayi, tererayi
Yinzwayi munamate
Namatayi Mwari
Mumweya nemuchokwadi
Namatayi Mwari
Mumweya nemuchokwadi
Zikomo kwambiri, zikomo
Zikomo kwambiri, zikomo
Zikomo kwambiri, zikomo
Zikomo kwambiri, zikomo kwambiri
Zikomo kwambiri, zikomo
Zikomo kwambiri, zikomo
Zikomo kwambiri, zikomo
Zikomo kwambiri, zikomo kwambiri
Dollar Adams
Norton