

Prompt / Lyrics
Chorus Zvarongwa naMwari hakuna anogona kuparadza. Zvataurwa naMwari hapana anogona kuzvipikisa. Verse1 Basa randatanga ndariudza Mwari muwengi wairasa pawanaMwari. Gara waudza Mwari pabasa rauchatanga hapana achava nesimba pane Simba Verse2 When He say Yes nobody can say no, He is the ruler of the universe, and the creater of all in it. Chorus Zvarongwa naMwari hakuna anogona kuparadza. Zvataurwa naMwari hapana anogona kuzvipikisa.
Tags
Traditional gospel zimbabwe
1:11
Indonesian
No
4/22/2026