intro)(female vocal)
kupinda papiano zvemuskili
tichibva kundovhara chidhiri
tichisvika panzvimbo nevhiri
tichipopa champaign dzemhiri
kuzvambura mari lomunyakha
kunge tasainiwa neBhaka
wangu chero wakandimaka
usanditsike force nemadhaka
(chorus) (both)
piano ipiyano
hapana musiyano
umwe anofira pano
dj iti 1-2-3 woti uno
(verse) (male vocal)
ndapinda mudhanzi
paridzwa piano repamuzanzi
ndambonyara nyara semuyenzi
ndazomwira mwira zvima rands
nyadzi dzese dzabva dzajamba fenzi
ndazounganirwa nema fanzi
kurasa muswe sebharanzi
dhanzi ranaka but ndonzwa
shushu shushu shushu
shushu shushu shushu
shushu shushu shushu
shushu shushu shushu
shushu shushu shushu
shushu shushu shushu
(chorus) (both)
piano ipiyano
hapana musiyano