Kumusha ndirikutouyawo kwakadii zvako ikoko
Baba na Amai kadimu gogo Na Sekuru va Taliah Amai na baba Va Michael aiwa kumusha ndirikutouyawo fanozivisaiwo Baba na Amai Zivake kuti Michael ati arikuuya tozoenda tose kumunda kunosakura tichinwa maheu.
Kuchamhembe kurikurema kune vanhu vanemoyo yaka sindimara dai zvangu ndakaku tererai paye pamaiti kusina Amai hakuendewe nhasi ndakungura misodzo yakunge rwizi ndinongo chemera mumoyo semhondoro