My name is Dollar Adams Mundoko from Norton
Zimbabwe, ooh yeah Zimbabweee
Yes yeah
Vakomana marema,kurema marema
Vakomana magona,kugora magona
Number one tatora,mukombe tatora
Mari tatora,kufara tafara
Vakomana marema, kurema marema
Vakomana magona, kugora magona
Mufaro wawuya, kufara tafara
Mufaro wawuya, kufara tafara
Mufaro wawuya, kufara tafara
Mufaro wawuya, kufara tafara
Number one tatora,mukombe tatora
Mari tatora,kukunda takunda
Number one tatora, mukombe tatora
Mari tatora, kukunda takunda
Vakomana marema,apaa marema
Kurema marema, apaa marema
Vakomana magona,apaa magona
Kugona magona, apaa magona
Mufaro wawuya, kufara tafara
Mufaro wawuya, kufara tafara
Mufaro wawuya, kufara tafara
Mufaro wawuya, kufara tafara
Kurema marema apaa marema
Kugona magona apaa magona
Kurema marema apaa marema
Kugona magona apaa magona
Ooh yeah,Ooh yeah
Dollar Adams Mundoko