zvandinorwisa zvakakurisa chero kuhope zvinondi gara
zvandinorwisa zvinovashandisa kuti vauye kuzondi ataka
zvandinorwisa ndozvinondipa kuti ndigare ndichi namata
zvandinorwisa zvinotoda kuti ndife pasina chandabata
mamhepo ndikumbovhika
minyama nemweya yetsvina
vadzimu dai mandinzwa
hazvifadze kurota zvinochkisa
mugemu mawanda ma gevha
magaizi angova enhema
mashamwari ahasasiri ekutemba
kana vehukama variku feka (variku feka)
pane mhepo dzirikusimuka
pese pandinoti ndasimuka
pane vavengi varikuputsa
ende rwawanda kwese ruzha
pane zviroto zvirikundi udza
kuti pakuchaedza zuva nezuva
vachaita zvese kuti upinde muguva
zvandinorwisa zvakakurisa chero kuhope zvinondi gara
zvandinorwisa zvinovashandisa kuti vauye kuzondi ataka
zvandinorwisa ndozvinondipa kuti ndigare ndichi namata
zvandinorwisa zvinotoda kuti ndife pasina chandabata
(mwari pindirai)
(mwari pindirai)
(mwari pindirai)
(mwari pindirai)
(zvakuda imi ishe muponesi)
(ndiri ndega handizvikwanis)
(saka mwari pindirai)
(mwari pindirai)
(mwari pindirai)
(mwari pindirai)
(pindirai mwari)