Uuuuum uuum B c ooooh oooooh uuuuummm yeah vakandiudza Ami mwanangu usazochema vakandiudza amai mwanangu usazochema hunorwadza hupenyu hwenhera hapana wekuchemera vanhu vese vongondi dherera nekuti ndiri nerera oooooh amai aaaaah Ami chishuwo chavo kundiona ndakarara ndichirwara ndinenzara uuuuuummm amai Ami dai muripedyo ndaiwana Wana wekuudza zviri muhana asi wekuudza hapana Ami Ami oooooh ooooh uuuuummm hunorwadza hupenyu hwenherera asi ndinongoti jah jah love is with everyday of malife minah fear minah fear ooooooh ooooohh ooooooooooo eeeeeeh