*Verse 1*
Baby ndagara ndinokuda
Asi usandiemarwadza mumoyo mangu
Make wangu ndapenda pakawere
Kwanini umeni pataputapu?
Wewe namini tunapendesana
Ndinokupenda murebho wangu
Ndimi amai vevana vangu
*Chorus*
Saka chindipa true love
Handichada fake love
Ndiratidze panedziva rerudo rwako
Kuti ndimbotambawo
Dai warega kundinyengedza
Nokuti ini ndiri wako zvachose
Ndakunyora pachifuva mwana iwe
Baby ndinokuda, ndinokuda baby wangu
Baby ndinokuda, ndinokuda Taku wangu
*Verse 2*
Wakanaka ndawombera
Pane vamwe varume ndinozvirova chifuva mwana iwe
I'm so happy about you Taku
No one can separate us
Our sweet love is going to be on TV
You are my everything Taku
Love of my life
I will never let you go
*Chorus*
Tadiwa ndokuda baby wangu
Ndiwe ruva rangu randichadiridzira
Nerudo runotapira
Ndiwe muridzi werudo rwangu
Come to me my love
Mwari makandigonera kundipa mudiwa
Amandiponda nerudo
Wangu ndinomuda, naye