Ohhh ohhh
big up Banko
ndiyani asingade kudiwa
ndiyani asingade mudiwa
kuudzwa mashoko anotapira
ohhh ohhh ohh
kunzi urisei honey
urisei sweet
urisei besty
urisei urisei chikonda moyo change
hama dzangu
shamwari dzangu
rudo runotapira
sehuchi wegonhera
ini ndoda kudiwa
kana iwe unoda kudiwa zvekudiwa
kusvika kumagumo
asi haripere rudoo
rudo haru rove
rudo Hari gumbuke
rudo runoshivirira
saka ndiyani asingade kudiwa
ndiyani asingade mudiwa
kuudzwa mashoko ano tapirs
ohhh ohhhh ohhh
ndoda kudiwa
ohhh ndoda kudiwa