Tendeuka lyrics
Imi vanababa musabude mumba uchisiya mukadzi aripanzara
Zuro ndizuro makachengeta mari isiri yenyu matora muchikwama chemunhu
Zvamafunga kuita mwana asina baba ngaasazova dangwe renyika yese
Kusiya hope pese pese handindizvo zvinounganidza pfuma
Dai wachinja mafungiro
Dai wachinja mafambiro
Dai wachinja mapfekero
Dai wachinja maonero
Ropa rake rakayerera nekuda kwepfungwa dzako dzinoramba dzichipesana pesana nepfungwa yaMwari