[Verse 1]
patrick pk mwana wekumukamba
Lybo on the beat
, wassup prisca
wassup Pauline
rudo
usambofe wakandirwadzisa
ndichiri pano, ndichiri solid
moyo wangu hauzi weguruva
ndinobata zviripo neruoko
asi rudo racho rinoziva
[Pre-Chorus]
kutosvika 2030
ndichange ndinewo mudiwa
kana ndawana mukana
ndenge ndichida kutoushandisa
[Mudhumeni]
kana mwari vakupa Mukana
usarase
mudzimu haipe kaviri
pk nama moyo
[Chorus]
mwari vakatisanganisa
Lybo on the beat
moyo wotamba beat
usambofe wakandirwadzisa
vakatisanganisa
ndichamirira nguva iyoyo
[Verse 2]
ndichifamba nevamwe
asi ziso rangu riri rimwe
handisi kukurumidza
ndiri kuda chaiyo, chaiyo
rudo kana rwauya
ndoruchengeta neruremekedzo
asi kana rwabva
ndosimuka ndoramba ndakasimba
[Pre-Chorus]
kutosvika 2030
ndichange ndinewo mudiwa
kana ndawana mukana
ndenge ndichida kutoushandisa
[Mudhumeni]
kana mwari vakupa Mukana
usarase
mudzimu haipe kaviri
pk nama moyo
[Chorus]
mwari vakatisanganisa
Lybo on the beat
mwari vakatisanganisa
moyo wotamba beat
usambofe wakandirwadzisa
vakatisanganisa
ndichamirira nguva iyoyo
[Outro]
wassup prisca
wassup Pauline rudo
patrick pk mwana wekumukamba
Lybo on the beat