Baba makaenda musina kuwoneka
Tinochema misodzi pamatama yoyerera
Tichaonana riniko Baba
Tichaonana ririko Baba
Baba maifanira kundiudzawo
Kuti mavekuenda makandisiya misodzi yoyerera
Tichaonana riniko Baba
Tichaonana ririko Baba
Baba makaenda musina kuwoneka
Tinochema misodzi pamatama yoyerera
Tichaonana riniko Baba
Tichaonana ririko Baba
Baba maifanira kundiudzawo
Kuti mavekuenda makandisiya misodzi yoyerera
Tichaonana riniko Baba
Tichaonana ririko Baba