Verse 1:
sa sa sa sa Sylvester is my name
Uri ruva rangu rangu, ndichakudiridzira nemukaka,
Ini newe rudo tatovaka, handichina zvimwe zvandicha tsvaga shaa
Gonhi remoyo wangu ndaLocker, kubuda kwezuva, ndichawana simba nerudo rwako
Moyo wangu pfungwa dzangu dzaperera pauri, handidi kukushaya nguva dzose
Chorus:
ndiwe chete, kubva zuva randakataura newe,
Ndakada ive uve wangu Progress, uri ruva rangu narinhi ndichakudiridzira nemukaka
Ngandinzwe iwe woti Sylvester, ndichakuda kusvika narinhi narinhi,
Ndakatoudza kare mhamha naDady, kuti usandisiye neni handikusiyewo
Verse 2:
Kana neniwo handikusiye, ndakuvimbisa mudiwa wangu,
Ndokuda ndokuda ndokuda baby, moyo wangu wakada ive uve wangu narinhi narinhi.
Kana masikati nekuseni, uripo ndinofara uye ndiwe mumwe wangu, ndakakushaya ndonzwa kumerera
ooh ooh ooh ndinogarozvibvunza mupfungwa dzangu kuti ndiwe here mwana wandichane ndiinaye baby ndokuda
Chorus:
Ndiwe ndiwe chete, kubva zuva randakataura newe,
Ndakada uve wangu Progress, uri ruva rangu.
Ngandinzwe iwe woti Sylvester, ndichakuda kusvika narinhi, narinhi,
Ndakatoudza kare mhamha naDady, kuti ndakamuwana achave murora wenyu baby usandisiye neniwo handikusiye kusvika mukufa.