Zita rangu ndonzi Bhuraini
Ndotanga kutenda mwari nekuti ndamuka ndiri mupenyu
Ndotenda fut amai wangu uu uuh
Wane rudo vanotida tesee havasarudze moyo vawo unorwadza wakaona ndichichemaa
Handimbochema kana mai wangu waripo
Handimbotya nekuti wanondirwira hondodzangu
Ayeyeye mhamhaaaa
ndinokudai mhamha
Makandirera mhamha
Aye aye ndatenda
Naini manzi makanditakura haisi nyore
Kundibereka kumusana kusvika ndakura
Nhac ndabuda ndebvu ayeee chasviba chirebvu ayee
Munodiwa mhamha hakuna mumwe akaita semi munogona ndatenda zvangu
Muri shasha
Shasha pazvese
Ndisingakangamwe baba wangu ndovaita kuti zviitike