mmmmmh
[Verse]
Hy wakandida ndiri buk 1 maactons taiona but tarisiro yekudanana papasina hapana aifungira kuti sezvo ndichishoreka pane achandida ASI here he comes jah bhora l hope hauzotambise moyo wangu as you are intelligent zvemuschool take care of my heart wanzwa hre chiponda moyo
[chorus]
makadziya baba makaenda nemoyo
Jah bhora baba makadziya daddy
jah bhora muridzi wemoyo spragga akati hapana asina wake ndinaye manake Jah bhora siki mumoyo bhooo mupfungwa
[verse]
uuuuuuuh chidaddy huya ubvise yeroora tigare tese paden iwewe uchinditi standwa Sami inini ndichiti mambo wangue makadziya baba mupisa baba
[chorus]
[Verse]
Then form2 ndikati handikusiye ndikakubvuma hapana angazive madiro andokuita pastudy wauya toita zvataida wakandiratidza what is true love haisi zvayo sacrifical love it ndoinonzi sweet love makadziya baba munopisa Jah bhora ndoku supporta even watadza kugohwesa l will appreciate every effort yawenge waisa makadziya baba Jah bhora mopisa daddy
[Chorus ×2]
this was for Mauto AKA Skillibeng