Zvawabva zera mwananguu chimira sababa
Zvawabva zera mwananguu chimira samaii ×2
Kuti ubundirire hazvidi hurombwa kuti ubundirire hazvidi hurombwa as
Zvaunoona zviine vamwe vakatoshanda nesimba kuti vabudirire ×2
Ziva vakakurera baba namai vako iko ×2
Ukangodaro chete wafadza kana mwari wako
Oh zvawabva zera mwananguu chimira semurume×2
Zvawabva zera mwananguu chimira sababa kuti ubundirire hazvidi hurombwa ×2
Ndini wenyu kumbie bee sheedza mbinga
Depot Ras tocha