Ndini Mwana
Ndini mwana wenyu mwana wenyu
Hapana chandinotya
Mwana wenyu
Mwana wenyu ndauya kwamuri
Ndibvumbamirei Mwari wangu
Handisi chinhu kana ndisinemi
Mukufamba kwangu
Mukufunga kwangu
Ndinongoda imi
Ndinosimudza maoko angu kwamuri Ndiregere zvitadzo zvangu
Zvinogona zvakaramba
Asi gore rino zvinoita chete
Ohhhhh mwari muri
Zuva rangu
Munodziisa moyo yedu
Munonakisa moyo yedu
Munokurisa mweya yavo
Omwari muri zuva rangu
Zuva rangu munotidzisa moyo yedu
Munonakidza moyo dzedu kuti tigare
Tichifara