ishe parino ( ummm) parinobuda zuva
itai pfungwa dzangu dzisare nekuziva
munoziva meso angu akazara nekuchiva
zvinhu zvandinowona zvichandipinza muguva
handina simba rekumbo stopa nguva
kudai zvaigona hameno zvandaizova
kalayifi Kari bheta handina kumboka ziva
kudai mandiona mandiburitsa mudziva
dikita rinobuda parinobuda zuva
misodzi yangu inobuda parino Buda zuva
rinobuda richinyura ndichigumira mukuchiva
ndakadzvara kukapisa rikasvava ruva
madii ko samaita zvamunenge makukwita
panotaurwa mazita Inga renyu rinofita
kushanda ndapota izvi hazvidi kukwita
kunyange zvikarema ndoramba ndichi fayita
iiiii mwari ndipeiwo mari
iiii mwari ndipeiwo mari
zvinhu ndinotozvidawo umm mwari
nguva yacho ichasvika rinhi mwari
vakandiyarutsa vachiwonawo zvandaka buritsa
amai vangu vanonditi palee mwanangu svinura
baba vanonditi palee zvikuru zvandinokushuvira
ko imimi chiuyai muzondinunura
ndimi mune link rakakura
ooh mwari iii mwari