(Pre-intro)
Chole zvakare
Kasi wakazomuwana
Kasi wakazomuwana mumwe
(Intro)
Charle pandiss one
Kuti charle ndokuti ngoma sa Menace
Ndakapihwa red card zvikabhohwa teresi
(Chorus)
Saka baby urikupi
Kwausinga daire phone
Kasi wakawana mumwe
Kana kuti ndini ndakasarudzika
(Pre-chorus-reverb-men and women voices)
Ndaida tiita Romeo na Juliet
Asi wakaramba kuti tiite solo na mutsai
Haaa zvakaramba apa tangove V Z na svosvai
(Verse)
Saka kwauri ikoko ndirangarire
Ukanhonga air time undifonere
Kana uri single uti charle ndimirire
Tuma nice pictures unditumire
Wakuenda kuchechi ndinamatire
(Chorus 6voices)
Becoz kuno wakasiya gomba
Handina wekupa rudo ndine nhomba
Ukanonoka ndozvikanga ndega kunge humba
Huya undinunure ndirimo mu lions muneshumba
Ndine moyo munyoro kwete chikumba
(Verse)
Ndangariro mumusoro dzazara
Plus bvuu mapics muphone yaTizora
Ndikazvifunga ndotadza kuzvidzora
Ndiudze kwauri handifembere handisi gora
Panoti chole panoti ngoma
Saka svikira paden tinoona mhamha
(Chorus)
Saka baby urikupi
Kwausinga daire phone
Kasi wakawana mumwe
Kana kuti ndini ndakasarudzika
(Chorus 6voices)
Becoz kuno wakasiya gomba
Handina wekupa rudo ndine nhomba
Ukanonoka ndozvikanga ndega kunge humba
Huya undinunure ndirimo mu lions muneshumba
Ndine moyo munyoro kwete chikumba
(Pre-chorus-reverb-men and women voices)
Ndaida tiita Romeo na Juliet
Asi wakaramba kuti tiite solo na mutsai
Haaa zvakaramba apa tangove V Z na svosvai
Another chole charle ishasha
Intelligence side zindindamudemu
Chole pandiss wani