Mwana waMai munofara here kwauri kure ikoko mazuva Acho awanda naiyo mundangariro kufunga amai nai Mwari weee nai Mwari weee dzorai amai iyiii aaha dzorai amai iyiii..ingandimimakati munodzoredza zvakadyiwa nemhashu Iyii nai Tenzi Oh oh oh inyika ipi yavariyavasingagoni kutaura nesu naiBaba weDenga aaha owoo pindiraiwo kana kune mhandu dzakauraya mwana wenyu