Veelance me name x family where me come from they need to know everything is undercontrol
Honai ndakuonai kunyemwerera kwamunondiita hakusi bhoo×2
Honai honai Honai ndakuonayiii
Honhayi honai honai nfakuonayii
Vanonyepera kundifarira asi mugomba vachida kundifushira handimboziva chandakavatadzira vanogara vachingondishurira vanhu ava mamero kundidzosa kuzero ndigare ndakadero chishuwo chavo kuti vanofara ndakandwa mumasero
Honai ndakuonai kunyemwerera kwamunondita hakusi bhoo×2
Honai honai honai ndakuonayii
Honai honai honai ndakuonayiiii
Ndakagara ndavaudza vaida kundinyudza
Samatenga ndiye ega anondifudza ngarai pasi dzikamai nyangwe mukauya muri dozen makabatana nevamwe nevayenzi ini handimbokutyai mazvinzwa mandinzwa ini handikukwatei ndine ginger pandotsika panemutsindo kunge chitima handivhunduka vashandiri verima